Wikipedia
snwiki
https://sn.wikipedia.org/wiki/Peji_Rekutanga
MediaWiki 1.39.0-wmf.21
first-letter
Media
Special
Talk
User
User talk
Wikipedia
Wikipedia talk
File
File talk
MediaWiki
MediaWiki talk
Template
Template talk
Help
Help talk
Category
Category talk
TimedText
TimedText talk
Module
Module talk
Gadget
Gadget talk
Gadget definition
Gadget definition talk
Svikiro
0
14930
96763
95821
2022-07-21T14:08:46Z
Masiziva
13430
wikitext
text/x-wiki
'''Svikiro'''<ref name=":0">Lovemore Togarasei, 'The prophet and divine manifestation: on the translation of the word "prophet" in the Shona Union Bible', [http://www.scielo.org.za/scielo.php?script=sci_arttext&pid=S1010-99192017000300015#:~:text=The%20above%20discussions%20of%20the,translation%20of%20prophet%20in%20Shona. ''"D SVIKIRO AS THE EQUIVALENT OF THE HEBREW BIBLE PROPHET'']''",'' Old testam. essays vol.30 n.3 Pretoria 2017, http://dx.doi.org/10.17159/2312-3621/2017/v30n3a16. Yakatariswa: 16 Chikumi 2022</ref> ([[Nge]]. ''prophet, priests, spirit medium'') kureva munhu anosvikirwa ne mweya mutsvene achiudzwa nezvinhu zve[[vanhu]], [[Dzinza|madzinza]], [[Dhidhizha|madhidhizha]] kana [[nyika]].
Muchinyorwa cha Lovemore Togarasei anotaura nezve svikiro - ''[[muporofita]]''.
* Chekutanga, achinyora anotsanangura kuti Bhaibheri pacharo harina kupachirevo cheshoko rokuti svikiro (''muporofita)'' chinyi, asi rinotaura nezvinoitwa ne svikiro (''muporofita)'' (zvichienderana nechitendero che[[Vahebheru]]).
* Chechipiri, pane zviito zvizhinji zvinoitwa ne svikiro, zvinobva zvaomesa kutsanangura chirevo cheshoko iri.
* Chechitatu, panekakuwanda kwekusika chirevo zvichienderana nemafungirwo eshoko racho echimanjemanje.<ref name=":0" />
== Nhoroondo ==
=== Kusafarirwa kwe Chivanhu na Vazungu ===
Svikiro dzinonzi "''spirit mediums''" asi pachokwadi ndiwo maporofita, ma pristi, ne vashe, asi mashoko eChishona haana kushandiswa mukunyorwa kwe [[Bhaibheri]], takapuhwa mashoko eChingezi, [[Chivanhu|tsika]] dzedu dzikaitwa sedze[[uroyi]]. Asi pakuongorora, zvinoitwa na Mapristi ndizvo zvinoitwa ne svikiro, Maporofita ne Mapuristi vanoti vanonzwa kubva kuna Mwari (uye [[Vakaturiki|Vakaturiki (Vakatholiki)]] vanotoendera mberi kusvika pakutoti vatungamiri vavo, mazwi avanotaura akakosha se aMwari, uye nekuti vanotaurira Mwari).
Pamusoro pezvo vanhu ve[[Vakaturiki|Chikatholiki]] vanonamata [[Musande|Vasande]] na [[Mai Maria]], asi kuChivanhu kuna [[Mwari Mumwechete]], [[svikiro]] (''"priests, prophets"; mediums'') dzinonzwa kubva kuna Mwari dzoudza vanhu. Zvakafanana nezvakaitwa na [[Mhoze]] mu[[Genesisi|Mavambo]]. Mwari vakuya futi kuna [[Abarahama]] se mhondoro (ngirozi) tatu muna Mavambo.
=== 1950 ===
''<small>Tarisai peji re: [[Zvitendero zveTsika ye Vaafurika]]</small>''
Mugore ra [[1950]] vatransileta veShona Union Bible re 1950, bhaibheri rakaumbwa panguva iyi ndiro vhezheni rinoshandiswa memukumbi we[[Vashona]] we [[Zimbabwe]], asi pakutransileta kwavo havana havo kushandisa mashoko aivemo muChishona vakaunza mashoko avo.<ref name=":0" />
Pakuongorora chitendero cheVashona zvakati fananei nezve[[Vahebheru]] uye [[Vaarabhu]] vacho, senge pakuti [[djinn]] ne [[shavi]].
Muchikare [[Vazungu]] vainge vachine pfungwa dze [[Ukoloni]], vaiona wo [[Vaafurika]] sevaive pazasi pavo uye maitiro avo aitarisirwa seakashata zve uye ndiyo nguva yaitsvaka Vazungu chikonzero chekuita vatema varanda.<ref name=":0" />
Mwari ainzi wo [[Mulungu]] neVashona sezvoitwa ne vamwe [[Vabantu]], chinyorwa chiri pazasi chinotaura nezve pfungwa dze Vazungu pamusoro pezvitendero zve Vaafurika.<blockquote>''.. .the Shona "give to God the name of Mulungo (Murenga) but all this in much confusion, darkness and obscurity."<sup>6</sup>''
''• "truly a mumbo jumbo of beliefs so superstitious [as] to be ridiculous."<sup>7</sup>''
''• "On my way to Plaatberg I passed by a Basuto village where the people were dancing over corn previous to sowing. There were three baskets of corn on the ground and the people. [were]. dancing and twisting with strange antics past it. I asked them what they were doing. They said they were praying to God to give them rain and plenty corn. I spoke to them on their folly and exhorted them to abandon their sinful customs and pray to God."<sup>8</sup>''
''• "(Batswana) ... had no religious ideas at all, or at least none worth bothering about ... all their customs were wicked, the only proper response to them was denunciation" (Robert Moffat).<sup>9</sup>'' <ref name=":0" /></blockquote>
==Mitauro ye Chibantu==
*Va[[Digo]] vanoti '''kusikira''' (to hear, to listen, to obey) kureva kunzwa kana [[kuteerera]].
*VaDigo vanoti '''sikiro''' (1. ear, 2. handle) kureva [[nzeve]].
*Va[[Digo]] vanoti '''sikiro''' (1. hearer, 2. follower) kureva [[munzwi]].
*VaDigo vanoti '''Mndzala kana masikiro''' (a hungry man has no followers) kureva - Ari munzara haana anomutevera.
Muchitarisa munona kumimwe [[mitauro ye Chibantu]] senge [[Chidhigo]] chiripamusoro, chinototi wo sikiro ndiye munzwi se ''muporofita''. Munhu anonzwa kana kuudzwa na Mwari oudza vanhu zvaanzwa.
== Mamwe mapeji ==
* [[Munyai]]
* [[Homwe]]`
* [[Gombwe]]
* [[Kuzodza]] (''to anoint''), [[muzodzi]] (''anointer''), [[muzodzwa]] (''anointed'')
* [[Mhondoro]], [[Ngirozi]]
== Mabviro eruzivo ==
[[Category:Svikiro]]
6q0y3fbvgtew096xicmpicb9gu89koc
96764
96763
2022-07-21T14:09:11Z
Masiziva
13430
wikitext
text/x-wiki
'''Svikiro'''<ref name=":0">Lovemore Togarasei, 'The prophet and divine manifestation: on the translation of the word "prophet" in the Shona Union Bible', [http://www.scielo.org.za/scielo.php?script=sci_arttext&pid=S1010-99192017000300015#:~:text=The%20above%20discussions%20of%20the,translation%20of%20prophet%20in%20Shona. ''"D SVIKIRO AS THE EQUIVALENT OF THE HEBREW BIBLE PROPHET'']''",'' Old testam. essays vol.30 n.3 Pretoria 2017, http://dx.doi.org/10.17159/2312-3621/2017/v30n3a16. Yakatariswa: 16 Chikumi 2022</ref> ([[Nge]]. ''prophet, priests, spirit medium'') kureva munhu anosvikirwa ne mweya mutsvene achiudzwa nezvinhu zve[[vanhu]], [[Dzinza|madzinza]], [[Dhidhizha|madhidhizha]] kana [[nyika]].
Muchinyorwa cha Lovemore Togarasei anotaura nezve svikiro - ''[[muporofita]]''.
* Chekutanga, achinyora anotsanangura kuti Bhaibheri pacharo harina kupa chirevo cheshoko rokuti svikiro (''muporofita)'' chinyi, asi rinotaura nezvinoitwa ne svikiro (''muporofita)'' (zvichienderana nechitendero che[[Vahebheru]]).

7326n1tdqq66fthrl2lkvhd0mpzsry3
96765
96764
2022-07-21T14:09:29Z
Masiziva
13430
wikitext
text/x-wiki
'''Svikiro'''<ref name=":0">Lovemore Togarasei, 'The prophet and divine manifestation: on the translation of the word "prophet" in the Shona Union Bible', [http://www.scielo.org.za/scielo.php?script=sci_arttext&pid=S1010-99192017000300015#:~:text=The%20above%20discussions%20of%20the,translation%20of%20prophet%20in%20Shona. ''"D SVIKIRO AS THE EQUIVALENT OF THE HEBREW BIBLE PROPHET'']''",'' Old testam. essays vol.30 n.3 Pretoria 2017, http://dx.doi.org/10.17159/2312-3621/2017/v30n3a16. Yakatariswa: 16 Chikumi 2022</ref> ([[Nge]]. ''prophet, priests, spirit medium'') kureva munhu anosvikirwa ne mweya mutsvene achiudzwa nezvinhu zve[[vanhu]], [[Dzinza|madzinza]], [[Dhidhizha|madhidhizha]] kana [[nyika]].
Muchinyorwa cha Lovemore Togarasei anotaura nezve svikiro - ''[[muporofita]]''.
* Chekutanga, achinyora anotsanangura kuti Bhaibheri pacharo harina kupa chirevo cheshoko rokuti svikiro (''muporofita)'', asi rinotaura nezvinoitwa ne svikiro (''muporofita)'' (zvichienderana nechitendero che[[Vahebheru]]).

gk1fdw36rvfngn05s1lncyr6ei210ad
96766
96765
2022-07-21T14:15:17Z

Mugore ra [[1950]] vatransileta veShona Union Bible re 1950 vakaumba bhaibheri, iro bhaibheri rakaumbwa panguva iyi ndiro vhezheni richirikushandiswa nemukumbi we[[Vashona]] we[[Zimbabwe]], asi pakutransileta kwavo havana havo kushandisa mashoko aivemo muChishona vakaunza mashoko avo.<ref name=":0" />
Pakuongorora zvitendero cheVashona zvakati fananei nezve[[Vahebheru]] uye [[Vaarabhu]] vacho, senge pakuti [[djinn]] ne [[shavi]].
Muchikare [[Vazungu]] vainge vachine pfungwa dze [[Ukoloni]], vaiona wo [[Vaafurika]] sevaive pazasi pavo uye maitiro avo aitarisirwa seakashatazve uye ndiyo nguva yaitsvaka Vazungu chikonzero chekuita vatema varanda.<ref name=":0" />
Mwari ainzi wo [[Mulungu]] neVashona sezvoitwa ne vamwe [[Vabantu]] (raive rimwe zita, raireva kuti Ishe) chinyorwa chiri pazasi chinotaura nezve pfungwa dze Vazungu pamusoro pezvitendero zve Vaafurika.<blockquote>''.. .the Shona "give to God the name of Mulungo (Murenga) but all this in much confusion, darkness and obscurity."<sup>6</sup>''
''• "truly a mumbo jumbo of beliefs so superstitious [as] to be ridiculous."<sup>7</sup>''
''• "On my way to Plaatberg I passed by a Basuto village where the people were dancing over corn previous to sowing. There were three baskets of corn on the ground and the people. [were]. dancing and twisting with strange antics past it. I asked them what they were doing. They said they were praying to God to give them rain and plenty corn. I spoke to them on their folly and exhorted them to abandon their sinful customs and pray to God."<sup>8</sup>''
''• "(Batswana) ... had no religious ideas at all, or at least none worth bothering about ... all their customs were wicked, the only proper response to them was denunciation" (Robert Moffat).<sup>9</sup>'' <ref name=":0" /></blockquote>
==Mitauro ye Chibantu==
*Va[[Digo]] vanoti '''kusikira''' (to hear, to listen, to obey) kureva kunzwa kana [[kuteerera]].
*VaDigo vanoti '''sikiro''' (1. ear, 2. handle) kureva [[nzeve]].
*Va[[Digo]] vanoti '''sikiro''' (1. hearer, 2. follower) kureva [[munzwi]].
*VaDigo vanoti '''Mndzala kana masikiro''' (a hungry man has no followers) kureva - Ari munzara haana anomutevera.
Muchitarisa munona kumimwe [[mitauro ye Chibantu]] senge [[Chidhigo]] chiripamusoro, chinototi wo sikiro ndiye munzwi se ''muporofita''. Munhu anonzwa kana kuudzwa na Mwari oudza vanhu zvaanzwa.
== Mamwe mapeji ==
* [[Munyai]]
* [[Homwe]]`
* [[Gombwe]]
* [[Kuzodza]] (''to anoint''), [[muzodzi]] (''anointer''), [[muzodzwa]] (''anointed'')
* [[Mhondoro]], [[Ngirozi]]
== Mabviro eruzivo ==
[[Category:Svikiro]]
mua4v3df63156gnf455zdf95mn4szi5