Wikipedia snwiki https://sn.wikipedia.org/wiki/Peji_Rekutanga MediaWiki 1.39.0-wmf.19 first-letter Media Special Talk User User talk Wikipedia Wikipedia talk File File talk MediaWiki MediaWiki talk Template Template talk Help Help talk Category Category talk TimedText TimedText talk Module Module talk Gadget Gadget talk Gadget definition Gadget definition talk Chigayo 0 4164 96749 80331 2022-07-20T05:13:26Z Ji-Elle 7256 Sudan wikitext text/x-wiki [[File:Local Mill in Omdurman.jpg|thumb|Chigayo ([[Sudan]])]] [[Chigayo]] (Mill in English) muchina unotsetsa ma[[godo]] achipwanyiwa kuita madiki kana kuita sehupfu. Chigayo chinonyanya kuzivikanwa pari pakugaya [[chibage]] kuita [[hupfu]] kana kugaya [[gorosi]] kuita flour. Asiwo kune dzimwe mhando dzezvigayo zvinoshandiswa kupwanya magodo akasiyana mu[[hushangazhi]]. Kumigodhi kune zvigayo zvinogaya matombo zvichitsetsa kusvika pakutsetseka kudiki pane [[jecha]]. Kana kuri ku[[migodhi]] [[chitofu]] chinenge chabva kubandwa ne [[mhandamabwe]]. Chitofu chinotsetsewa kusvika chaita sejecha chiine tsanga dziri pasi pe 100 micrometer. ==Mitauro yeBantu== *[[VaGanda]] vanoti '''gaya''' (chew, masticate) vachireva [[kutsenga]]. [[VaNyole]] vanoti '''ohugaaya''' (v. chew) kureva [[kugaya]]. *[[VaLozi]] vanoti '''kukaya''' (v.t. to mill grain. to grind) vachireva kugaya. VaLozi vanoti '''sikayo''' (grinding mill) vachireva [[chigayo]]. Barotse vanoti '''mukaiwa''' vachireva [[mugaiwa]]. *[[MaZulu]] vanoti '''gaya''' (v. Grind, crush) vachireva kugaya. Mamwe mazwi: '''umgayi''' (Grinder) vachireva [[mugaisi]]. *Vatauri ve[[Umbundu]] vanoti '''seka''' (grind, pulverize) zvichireva kugaya. [[Mazwi Anotodzana]]: '''oloseke''' (grits) zvichireva mabandi. [[Category:hushangazhi]] 7c80dwe0zyjr98f9qualk6n3moqkmr0 Muravanembiri 0 5480 96745 49556 2022-07-20T01:30:05Z Holani Mina 12412 /* Kushandura Muravanegumi kuva Muravanembiri */Fixed typo wikitext text/x-wiki [[File:Numeral Systems of the World.svg|thumb||]] Muchidzidzo [[masvomhu]], '''muravanembiri''' (binary numeral system in English) zvinoreva tsika yokuverenga nokunyora nhamba kuchishandiswa nhamba [[mbiri]] se[[hwaro_(muradanuro)|hwaro]] hwekuverenga nhamba. Apa kunenge kuchishandiswa ''0'' na ''1'' chete. Kuverenga nhamba nenzira iyi kunoshandiswa kuma computer. Nokumwe kutaura tsika inoshandiswa pa[[muravanembiri]] ingadzi [[rumbiridzira]], kana toshandura kuEnglish zvoreva kuti – ‘’following twos or by way of two’’. ==Kuverenga pa[[Muravanembiri]]== Kuverenga nhamba paMuravanembiri kunoitwa ne[[nzira]] yakafanana nokuverenga nhamba pa[[Muravanegumi]]. Tichitanga nevara rokutanga mavara anorongwa nenzira inoenderana nokukwira kwe[[huwandu]]. Kana pari paMuravanegumi panoshandiswa nhamba [[gumi]] dzinoti ''0,1,2,3,4,5,6,7,8,9''; zvino pa[[Muravanembiri]] panoshandiswa nhamba mbiri dzinoti ''0, 1''. Kana mavara apedza ese pachinzvimbo chokutanga chiri ku[[rudyi]], nhamba iri ku[[ruboshwe]] inobva yakwidzwa, kuverengwa kwovambazve pana ''0'' pachinzvimbo chokutanga chiri kurudyi. Somuenzaniso pa[[muravanegumi]] kuverenga kunofamba sezvinotevera: :000, 001, 002, ... 007, 008, 009, (kana 9 asvika nhamba iri kumucheto kurudyi inovambazve pana 0, nhamba iri pedo kuruboshwe yokwidzwa kuenda pana 1) :0'''1'''0, 011, 012, ... :&nbsp;&nbsp;&nbsp;... :090, 091, 092, ... 097, 098, 099, (kana 99 asvika nhamba mbiri kumucheto kurudyi dzinovambazve pana 0, nhamba iri pedo kuruboshwe yokwidzwa kuenda pana 1) :'''1'''00, 101, 102, ... Kana nhamba yasvika 9, danho rinotevera kuti chinzvimbo ichocho chivambe pana ''0'', nhamba iri pedo kuruboshwe yokwidzwa kuva ''1''. Pa[[Muravanembiri]] panoverengwa nenzira yakafana asi kuchishandiswa mavara maviri ''0'' na ''1''. Saka kana chinzvimbo chakana kusvika pana ''1'', panova nokuvambazve kuenda pana ''0'', uye chinzvimbo chiri kuruboshwe chinokwidza kuenda pana ''1'' sezvinotevera: :0000, :000'''1''', (chinzvimbo chiri kumucheto kurudyi chinovamba pana 0, chinotevera kuruboshwe chokwidzwa) :00'''1'''0, 0011, (zvinzvimbo zviviri kumucheto kurudyi zvinovamba pana 0, chinotevera kuruboshwe chokwidzwa) :0'''1'''00, 0101, 0110, 0111, (zvinzvimbo zvitatu kumucheto kurudyi chinovamba pana 0, chinotevera kuruboshwe chokwidzwa) :'''1'''000, 1001, ... Pa[[Muravanembiri]], chinzvimbo choga-choga chinomirira [[muradanuro]] wa 2 ne[[pawa_(muradanuro)|pawa]] rinokwira zvichibva kurudyi kuenda kuruboshwe. Kumucheto kurudyi kuna 2<sup>0</sup>, panotevera kuruboshwe pana 2<sup>1</sup>, kwotevera 2<sup>2</sup>, zvichingodaro. ==Kushandura Muravanembiri kuva Muravanegumi== Matanho anoitwa kuti nhamba iri kuMuravanembiri ishandurwe kuenda kumuravanembiri ndeaya: a. Tsamanisa nhamba dziri pamuravanembiri nedanho ra 2 riri panhamba imwe neimwe. b. Chepiri wedzanisa zvitsama izvi zvawawana pamusoro. Somuenzaniso ngatishandure 10112 kuenda kuhwaro hwa 10. Vara 2 rakanyorwa pasi pa 1011 rinopangidza hwaro 2. Saka nzira inotevedzwa sekutsanangura kuri pamusoro ndeiyi: 1 x 2<sup>0</sup> = 1 1 x 2<sup>1</sup> = 2 0 x 2<sup>2</sup> = 0 1 x 2<sup>3</sup> = 8 1 + 2 + 0 + 8 = 11 Naizvozvo tinoti 10112 = 1110. ==Kushandura Muravanegumi kuva Muravanembiri== Ngatitevedzei muenzaniso wekushandura 59 yehwaro 10 kuenda kuhwaro 2. 1. Nyora pasi ma[[pawa_(muradanuro)|pawa]] a 2, ari pasi pa 59 sezvizvi '''1, 2, 4, 8, 16, 32'''. Danho rinotevera ndi 64 rakakura kupfuura 59, saka rasiiwa. 2. [[Gova]] 59 na 32 anova ndiye pawa ra 2 rakanyanya kukura riri pasi pa 59. Nyora pasi kuti 32 anopinda kangani zvizere muna 59. Tinoona anopinda kamwe '''(1)''' ne[[musarirwa]] 59 - 32 = 27. 3. Tora musarirwa 27 wo[[gova]] ne[[pawa_(muradanuro)|pawa]] wa 2 rinotevera rinova 16: 27/16 = '''1''' sare 11. 4. Tora musarirwa 11 wogova nepawa ra 2 rinotevera rinova 8: 11/8 = '''1''' sare 3. 5. Tora musarirwa 3 wogova nepawa ra 2 rinotevera rinova 4: 3/4 = '''0''' sare 3. 6. Tora musarirwa 3 wogova nepawa ra 2 rinotevera rinova 2: 3/2 = '''1''' sare 1. 7. Tora musarirwa 3 wogovanisa nepawa ra 2 rinotevera rinova 1: 1/1 = '''1''' sare 0. Saka zvinoreva kuti [[mhinduro]] yekushandura 59<sub>10</sub> kuenda ku[[muravanembiri]] ndi '''111011<sub>2</sub>'''. Kuti tibate chokwadi panoda kudzorera nhamba iyi kuMuravanegumbi sezvizvi: 1 x 2<sup>0</sup> = 1 1 x 2<sup>1</sup> = 2 0 x 2<sup>2</sup> = 0 1 x 2<sup>3</sup> = 8 1 x 2<sup>4</sup> = 16 1 x 2<sup>5</sup> = 32 1 + 2 + 0 + 8 + 16 + 32 = 59 Kureva kuti svomhu yashandwa nemazvo. [[category:masvomhu]] avwx5tbza1pv4udpf37ojxv5pkbvzyo Kamba dzekuuraya 0 6837 96752 34613 2022-07-20T09:30:51Z Holani Mina 12412 /* Nhoroondo */Fixed typo wikitext text/x-wiki [[File:WW2-Holocaust-Poland.PNG|thumb|300px|[[Rutsvamhumburu]]: [[Kamba dzekuuraya]] ne[[kamba dzekufurutsa]] dzakavakwa nebato reNazi ku[[Poland]].]] '''Kamba dzekuuraya''' kana kuti [[kamba dzekupfuudza]] ('''Extermination camps''' or '''death camps''' kuChirungu) zvinotaura kamba dzakavakwa ne[[Bato reNazi]] rekuGermany munguva ye[[Hondo yePasirose yeChipiri]] (1939–45) izvi zvichiitwa nechinangwa chekuuraya mamiriyoni evanhu. Nzvimbo idzi dzaishandiswa [[nhungu dzechefu yegasi]] uye kushandisa vanhu kwenguva ndefu vasina chokudya chakakwana. Kwakaurayiwa vanhu vemarudzi akawanda asi vanhu vechi[[Judah_(vana vaIsrael)|Judah]] ndivo vakanyanya kuurayiwa. [[Baradzarudzi]] iri ndiyyo yakanga iriyo nzira yakasarudzwa ne[[Bato reNazi]] kupedza [[Chinetso chemaJudah]] ==Nhoroondo== [[Kamba dzekuuraya]] kana kuti [[kamba dzekupfuudza]] mazwi maviri anoreva zvimwechete, anoshandisa kureva kamba dzakavakwa ne[[bato reNazi]] nechinangwa kwete chekuranga vasungwa asi chekuuraya vasungwa vakanga vaunzwa kunzvimbo idzodzi. Apa kuti vasungwa hazvireve kuti vanhu ava vakanga vaine mhosva dzavakanga vapara, vasungwa ava vaisungirwa ''kuva verudzi rwavaiva'', ma[[Judah_(vana vaIsrael)|Judah]] kana ma[[Romani]]. Hurumende yaGermany ichitungamirwa nebato reNazi 1933–45) yakavaka [[kamba dzekupfudza]] dzaizezesa mu[[Poland panguva yehutapwa]]. Kamba idzi dzakanga dzakasiyana nekamba dzekufurutsa dzinenge [[Dachau]] ne[[Belsen]] dzakanga dzavakirwa kuchengetera vanhu vaisungwa mushure mokunge bato reNazi rati vanhu vakazvidzwa zvichitevedza maoenero ematongerwo enyika uye kugarisana munzanga dzemisha. Mumakore ekutanga e[[rutsvamhumburu]] maJudah vaiendeswa ku[[kamba dzenhapwa]] asi zvichitanga gore 1942 vakanga voendeswa ku[[kamba dzekuuraya]]. Kamba dzekupfuudza dzakanga dzakasiyana ne[[kamba dzechibharo]] (forced labor camps) idzo dzakavakwa mumatunhu akapambwa neGermany senzvimbo dzaishandiswa vasungwa vaisanganisira [[vasungwa vehondo]] vachishanda se[[varanda]]. Mumakamba ekupfuudza mazhinji vanhu vaifa ne[[rheti]] yakakwira; zvaiti: vamwe vachiurayiwa, vamwe vachifa nenzara, vamwe nezvirwere, vamwe nekuneta uye hutsinye hwemawuto e[[Germany]]. ==Makamba ekupfuudza== Nyanzvi dzenhoroondo ye[[rutsvamhumburu]] dzinoti [[bato reNazi]] rakavaka [[makamba ekupfuudza]] matanhatu (6) mu[[Poland panguva yehutapwa]]. Kamba dzinonzi Chełmno neAuschwitz II dzakanga dziri kumadoekero kwe[[Poland]] mumatunhu akabvutwa nemaNazi ekuGermany mugore 1939, mamwe makamba [[mana_(nhamba)|mana]] akavakirwa mumatunhu ehurumende yePoland. Mazita emakamba aya ndeanotevera: 1. Auschwitz II (Auschwitz-Birkenau) 2. Chełmno 3. Belzec 4. Majdanek 5. Sobibor 6. Treblinka [[category:Nhoroondo yePasirose]] [[category:Nhoroondo yeEurope]] ou1itr0l7qipnwubxttv5mt0qra9wzl Gwarazima 0 9313 96732 41903 2022-07-19T15:22:19Z Holani Mina 12412 wikitext text/x-wiki Mazwi anoti [[mukwarazima]] kana [[gwarazima]] ari kushandiswa pano kuturikira chinonzi '''Algorithm''' ku[[English]]. Apa gwarazima unenge uri mutowo wakarongeka uye wakanatsa kudenengurwa unotaura matanho akafanirwa kutevedzwa pamishumo ye[[Masvomhu]] uye yema[[Kompiyuta]]. ==Kupiwa kweZita== Ku[[English]] izwi rokuti Algorithm rinodudzirwa richinzi: - ''a set of rules for solving a problem in a finite number of steps, as for finding the greatest common divisor.'' Izwi iri rinotodza zita remurume weku[[Persia]] aiva nyanzvi ye[[Masvomhu]] ainzi [[Al-Khwarizimi]]. Mukuturikira ku[[ChiShona]] pashandiswa mazwi anoti: gwara kureva nzira, uye [[nzima]] kureva divi renzira risina kureruka kudarika. Izwi rokuti [[nzima]] rapfupiswa rikava '''zima''' kuti zvitodzane nekutaurika kwezita ra[[Al-Khwarizimi]]. Izvi zvoreva kuti ''Algorithm'' inodiwa pakushanda zvinhu zvisina kureruka, zvinoda kuitwa nomutowo wakanatsa kudenengurwa. Pahuzhinji ''Algorithms'' inenge yonzi [[makwarazima]]. *Zvakanaka kuonesana kuti mazwi okuti [[mukwarazima]] kana [[gwarazima]] haako ku[[ChiShona]] inodzidziswa ku[[Zvikoro]], asi munyori ari kuedza kuumba mutauro unoturikira zviri kutaurika mazuva ose ku[[English]]. [[category:dzidzo]] [[category:Kuumba Mutauro]] diucwfcovpbk5k58qbd8rcog85x2oy7 Tsinhano yeHuremu 0 9887 96750 92603 2022-07-20T09:15:49Z Holani Mina 12412 /* Mitauro yeAfrika */Fixed content wikitext text/x-wiki Muchidzidzo [[fundoyetsimba]], [[tsinhano yehuremu]] kana [[rutsinho]] (density) mazwi Ari kushandiswa pane kududzira kupimwa kwe[[huremu]] pahumwe hwemumhu takatarisana nechiwumbwa chiri kutaurwa nezvacho. Zvinhu zvakasiyana zvine [[tsinhano yehuremu]] yakasiyana. Iko kusiyana kwe[[tsinhano yehuremu]] kunoita kuti zvimwe zvinhu zviyangarare pamusoro pemvura zvimwe zvichinyura. Somuenzaniso, mvura ne[[matombo]] zvine [[tsinhano yehuremu]] yakasiyana; mvura ine tsinhahuremu 1 gram/cubic metre, matombo ane tsinhahuremu 2.5-5.5 gram/cubic metre. ==Kurerutsa Mutauro== *[[Tsinhano yeHuremu|Kutsinhana]] (place close together, pack closely, be near each other). *[[Runye]] (grain or other vegetation coming up very closely together). ==Mitauro yeAfrika== *[[Baila]] vanoti '''ku shinana''' (to be crowded, to have no room) kureva [[kutsinhana]]. [[Lozi]] vanoti -sinana ( v.i. to be over-crowded; to be blocking up a narrow path, a doorway, a way, etc.). *[[Mang'anja]] vanoti '''tsitu''' kana '''nsitu''' (many close together, thick; thick or close as a thicket - called [[nsitu]]). *Mang'anja vanoti '''kutona''' kana '''kutonana''' (to be close together; to crowd together without spaces between). [[Baila]] vanoti '''ku shindibala''' (to sit close) kureva [[kugara]] pedyo nepedyo. *[[VaMambwe]] vanoti '''-sintanya''' (to place very closely) kureva kutsinhana. [[MaZulu]] vanoti '''thotha''' (Place closely together, pack tightly; bind tightly together) kureva [[rutsinho]]. {{Fundoyetsimba}} [[Category:Fundoyetsimba]] covhgxr41sawgzlvpz9tz0mz3kqyx1d Mbari 0 10446 96751 92288 2022-07-20T09:27:21Z Holani Mina 12412 Added content wikitext text/x-wiki Izwi rokuti [[mbari]] riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi '''genus''' ku[[English]] rinova boka rezvisikwa zvinorarama zvakanyanya kufanana. *Kune mbari inosanganisa mhuka dzinoti: [[shumba]], [[mbada]], [[dindingwe]], [[mbada yekuchando]] [[taiga]] ne[[jagwa]]. ==Kupiwa kweZita== Izwi rokuti '''mbari''' raumbwa pano richitodzaniswa ne[[mbari]] inotaurwa ku[[Giryama]] vachireva zvinotevera: [[hama]]; [[mhuri]]; zvikurusei [[hama dzekure]] sezvarehwa pasi apo. ==Mamwe Mazwi== *[[Ubare]] (gender). *[[Kuparira]] (engender). ==Mitauro yeBantu== *[[Giryama]] vanoti '''mbari''' (kindred, kin, family - [[used for less close relatives]]) zvinotevera: [[hama]]; [[mhuri]]; zvikurusei [[hama dzekure]]. *[[Swahili]] ne[[Taita]] vanoti '''mbari''' (family, clan, tribe, nation, kindred; kin). [[Zigula]] vanoti '''mbali''' (n. a tribe, nation) kureva [[rudzi]]. *[[VaDigo]] vanoti '''mbari''' (family or clan on father's side) kureva mhuri yedivi rababa. VaDigo vanoti '''m'bari''' (relative on father's side) kureva hama yedivi rekwababa. *[[Nyungwe]] vanoti '''ubale''' (n. family) kureva [[mhuri]]. [[VaSena]] vanoti '''ubale''' (n. brotherhood). [[Herero]] vanoti vari kana '''mbari''' (n. two) kureva mbiri. [[Category:Chezvipenyu]] [[Category:Kuumba Mutauro]] 20qpwsjui5u2cc03dn3f79guueq5qqs Kukamura 0 10813 96742 94923 2022-07-20T01:22:42Z Holani Mina 12412 Added content wikitext text/x-wiki Chinyorwa chino chiri kuunganidza mazwi anoreva kukamura. *Kukamura; kuganura; kugura ; kugova; kupambura (to divide). *[[Kukamukana]] (to go separate ways; to separate; to divide). *[[Kugova|Kugovanisa]]; divide amongst, - kukovaisa kana [[kuringanisa]]. *[[Kuravura]]; [[kupambazura]]; [[kusamhazura]] (divide from one another; to classify). *[[Kuguranya]] kana [[kuchekanya]] (divide into pieces). *Kupima doro (divide beer) apa kugovera kana kukota. *Kuparadzana; kupesana (be divided). *[[Mugoveri]] kana govere (divider). *[[Kupanda]] kana [[kupaura]] (to divide). *[[Kupanda Mipanda]] (divide into rooms or groups). *[[Kupandana]] (divide, go in different directions). *[[Kupandanisa]] (divide; separate). *[[Kupandana]] (Go apart, go in different directions) zvinoreva [[kuparadzana]]. ==Kurerutsa Mutauro== * Ndinoda kuti ufumire kudanga re[[mombe]], undi[[ravurire]] mhou nemhuru, ugoudza mufudzi kudzifudza paviri. *'''Psalm 108:7''' ....ndichadakara ndicha[[paura]] Shechem. *[[Kukamura]] (Remove part from of something. Break into parts. Divide). Kamura upfumi hwako undipe umwe: divide i your possessions and give me part of them. *[[Kukamura]] (Take loose handful) zvichireva kunokora, *[[Kukamura]] (Nearly finish). Kamuranai muite zvikwata zvitanhatu: break up into six groups. Takamura kurima: we have nearly finished ploughing. *Takamura sadza: we have nearly finished what there is to eat. ==Mitauro yeAfrika== *[[Herero]] vanoti '''pangurura, timbura''' kana '''tembura''' (divide) kupatsanura. Mamwe mazwi: '''paura''' kana '''yapura''' (separate). *[[MaZulu]] vanoti '''isigamu''' kana '''izigamu''' (Piece chopped or cut off; portion; anything cut short, stump.) kureva chikamu. *MaZulu vanoti '''umgamu''' (1. interval of space, distance - as between towns; 2. Interval of time). Mamwe mazwi: '''gamuka''' (Get broken or cut off; come to a stop, cease; come to an end) [[kukamuka]]. *[[Zigula]] vanoti '''kukamka''' (v. to fade) kureva [[kukamuka]]. *[[Dinka]] inoti kaam (v. separate, be between) kureva kukamura. Mamwe mazwi: kam (n. time; distance; space) kureva nguva, nhambwe. [[category:dzidzo]] lkyu2pqgxcdpon4a3k75sy4axa7dz0n 96743 96742 2022-07-20T01:24:24Z Holani Mina 12412 /* Kurerutsa Mutauro */Fixed content wikitext text/x-wiki Chinyorwa chino chiri kuunganidza mazwi anoreva kukamura. *Kukamura; kuganura; kugura ; kugova; kupambura (to divide). *[[Kukamukana]] (to go separate ways; to separate; to divide). *[[Kugova|Kugovanisa]]; divide amongst, - kukovaisa kana [[kuringanisa]]. *[[Kuravura]]; [[kupambazura]]; [[kusamhazura]] (divide from one another; to classify). *[[Kuguranya]] kana [[kuchekanya]] (divide into pieces). *Kupima doro (divide beer) apa kugovera kana kukota. *Kuparadzana; kupesana (be divided). *[[Mugoveri]] kana govere (divider). *[[Kupanda]] kana [[kupaura]] (to divide). *[[Kupanda Mipanda]] (divide into rooms or groups). *[[Kupandana]] (divide, go in different directions). *[[Kupandanisa]] (divide; separate). *[[Kupandana]] (Go apart, go in different directions) zvinoreva [[kuparadzana]]. ==Kurerutsa Mutauro== * Ndinoda kuti ufumire kudanga re[[mombe]], undi[[ravurire]] mhou nemhuru, ugoudza mufudzi kudzifudza paviri. *'''Psalm 108:7''' ....ndichadakara ndicha[[paura]] Shechem. *[[Kukamura]] (Remove part from of something. Break into parts. Divide). Kamura upfumi hwako undipe umwe: divide your possessions and give me part of them. *[[Kukamura]] (Take loose handful) zvichireva kunokora, *[[Kukamura]] (Nearly finish). Takamura kurima: we have nearly finished ploughing. *Takamura sadza: we have nearly finished what there is to eat. ==Mitauro yeAfrika== *[[Herero]] vanoti '''pangurura, timbura''' kana '''tembura''' (divide) kupatsanura. Mamwe mazwi: '''paura''' kana '''yapura''' (separate). *[[MaZulu]] vanoti '''isigamu''' kana '''izigamu''' (Piece chopped or cut off; portion; anything cut short, stump.) kureva chikamu. *MaZulu vanoti '''umgamu''' (1. interval of space, distance - as between towns; 2. Interval of time). Mamwe mazwi: '''gamuka''' (Get broken or cut off; come to a stop, cease; come to an end) [[kukamuka]]. *[[Zigula]] vanoti '''kukamka''' (v. to fade) kureva [[kukamuka]]. *[[Dinka]] inoti kaam (v. separate, be between) kureva kukamura. Mamwe mazwi: kam (n. time; distance; space) kureva nguva, nhambwe. [[category:dzidzo]] ahcok14s6ujumwagf3qokot0vi5nb3f Hunene 0 13902 96744 86166 2022-07-20T01:26:32Z Holani Mina 12412 /* Mitauro yeBantu */Added content wikitext text/x-wiki Muchidzidzo che[[masvomhu]], [[hunene]], '''huhombe''' kana hukuru (''Magnitude'') izwi rinotaura kukura kwakaita nhamba zvisinei kuti ine vara (-) kana (+) pamberi payo. *Izwi rokuti [[chidumbuzenene]] rinoreva dumbu '''hombe'''. ==Kujekesa== *Somuenzaniso, -50 ine [[huhombe]] hwakaenzana na +50, nyangwe zvavo nhamba mbiri idzi dzakasiyana pahukuru hwadzo; +50 yakawanda pane -50. *Kana pachitaurwa zvemari munhu ane $50 ane mari yakawanda pane ane -$50. Munhu ane -$50 anenge atove nechikwereti. *[[Hujoto]] +50<sup>o</sup>Celsius huri pamusoro pehujoto -50<sup>o</sup>Celsius. ==Tsika== Pakutaura kwamauvaose kwechimanje-manje shoko rokuti hombe rinosishandiswa sezvizvi: *Haa mfana uya ndamu ''bigga'' '''muhombe''' - apa zvichireva kuti nyangwe ari mfana anokwanisa kuita zvinhu zvikuru, kana kuti mukuru panyembe dzekubasa. *Sahwira muri '''vahombe''' - kureva zvakare kugona kuita zvikuru. ==Mitauro yeBantu== *[[Kikongo]] ne[[Umbundu]] vanoti '''nene''' (large). [[Kinande]] vanoti '''erineneha''' (v. get bigger, grow stronger). [[Kimbundu]] vanoti '''unene''' (n. majesty). *[[VaGanda]] vanoti '''obunene''' (size, thickness) kureva [[saizi]] kana [[hukobvu]]. VaGanda vanoti '''ekinene''' (large). *[[Lenje]] vanoti '''wunene''' (large, big, great; thick; bulky; stout; old, elderly) kureva hukuru. [[Iton]] vanoti e-neni (fatness, obesity, largeness). *[[VaKikuyu]] vanoti '''onene''' (magnitude) vachireva [[hupamhi]]. VaHerero vanoti '''tyinene''' (extremely; greatly; very much). *[[VaNgala]] vanoti '''monene''' (large). [[VaWabo]] vanoti '''omwene''' (supremacy) vachireva [[hukuru]]. [[Category:Huwandu]] [[Category:Kuumba Mutauro]] bckbtyfgf8asr63aszm0tunxeyok4zs Rwere 0 14626 96726 95259 2022-07-19T15:02:55Z Holani Mina 12412 wikitext text/x-wiki [[Rwere]] izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. Kumaruwa e[[Chiweshe]] ku[[Mashonaland Central]] kune musa unonzi [[Rwere]]. *Vanhu vane zita iri: Charity Rwere; Caroline Rwere; Rudo Rwere; Nyasha Rwere. *Mazita ari pedyo: [[Kayeruza]], [[Mayera]], [[Kayeruza]], [[Mayere]], [[Chiera]], [[Kaela]], [[Muyeruza]], [[Mweru sezita]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Herero]] inoti ou-yere (n. clearness; brightness, glory). Mamwe mazwi: oku-yere (open plain in distinction to a dark thicket; light tract of country). *Herero inoti otyi-yera (n. raised spot for sleeping). Mamwe mazwi: yera (v. raise higher, shine, be bright, to lift up). Oru-era (rising or fullness). *[[Nyakyusa]] inoti lwele (n. eighth) kureva che[[chisere]]. [[Lomwe]] inoti orweela (n. flood) kureva [[mafashamo|guwe]] kana mafashamo emvura. *[[Lugwere]] inoti nalwere (n. small animal like a squirrel except for their round face and big-red eyes) kureva kamhuka kakafanana ne[[tsindi]]. [[Category:Mazita eVanhu]] haq78zd8awihh3bk2jylfnzk8glbt1n Kubuda kwezuva 0 15945 96747 96389 2022-07-20T02:42:07Z Holani Mina 12412 Added content wikitext text/x-wiki [[Kubuda kwezuva]], [[kuduka kwezuva]] kana [[kubangura]] (sunrise) zvichireva [[kuyedza kwezuva]]. *Zvichida izwi rokuti [[kubangura]] rinokwanisa kushandiswa kuturikira izwi rinoti: '''oriental''' rinoreva vanhu kana zvine chekuita neku[[Mabvazuva]]. *Iti nzira [[bangwa_(nenzira)|bangwa]] - ideophone for following the path closely. *Afumira kubasa, apinda mubhazi kusati kwati [[kweru]]. ==Mitauro yeAfrika== *[[Taita]] inoti kuela (v. to be light, to dawn) kureva [[kuyedza kwezuva]]. [[Uyo Ibibio]] inoti siere (dawn, enter a new day, remain until the new day, make it through the night). *[[VaTonga]] vanoti '''pata''' (to rise - of the sun) zvichireva kuyedza kwezuva. [[VaTonga]] vanoti '''kujwe''' (n. east) zvichireva ku[[mabvazuva]]. *[[Basotho]] vanoti '''letsatsi lea chaba''' (v. the sun rises). Mamwe Mazwi: (chabile). '''-caba''' (v.i. Sotho to rise (the sun) *[[Lozi]] inoti '''bucabela''' kana '''upa''' (n. east; orient) kureva ku[[mabvazuva]]. [[Kwama]] vanoti shaŋa (v. shine, 2. be on 3. light, dawn). *[[Herero]] vanoti yerisa (to brighten) kujekesa. Mamwe mazwi: ou-yere (brightness; glory; clearness). -yere (light, bright, clear). [[Category:pimanyika]] q5zqlivqadij9wb5gmu1fflplb6e6og 96748 96747 2022-07-20T02:43:05Z Holani Mina 12412 Fixed typo wikitext text/x-wiki [[Kubuda kwezuva]], [[kuduka kwezuva]] kana [[kubangura]] (sunrise) zvichireva [[kuyedza kwezuva]]. *Zvichida izwi rokuti [[kubangura]] rinokwanisa kushandiswa kuturikira izwi rinoti: '''oriental''' rinoreva vanhu kana zvine chekuita neku[[Mabvazuva]]. *Iti nzira [[bangwa_(nenzira)|bangwa]] - ideophone for following the path closely. *Afumira kubasa, apinda mubhazi kusati kwati [[kubuda kwezuva|kweru]]. ==Mitauro yeAfrika== *[[Taita]] inoti kuela (v. to be light, to dawn) kureva [[kuyedza kwezuva]]. [[Uyo Ibibio]] inoti siere (dawn, enter a new day, remain until the new day, make it through the night). *[[VaTonga]] vanoti '''pata''' (to rise - of the sun) zvichireva kuyedza kwezuva. [[VaTonga]] vanoti '''kujwe''' (n. east) zvichireva ku[[mabvazuva]]. *[[Basotho]] vanoti '''letsatsi lea chaba''' (v. the sun rises). Mamwe Mazwi: (chabile). '''-caba''' (v.i. Sotho to rise (the sun) *[[Lozi]] inoti '''bucabela''' kana '''upa''' (n. east; orient) kureva ku[[mabvazuva]]. [[Kwama]] vanoti shaŋa (v. shine, 2. be on 3. light, dawn). *[[Herero]] vanoti yerisa (to brighten) kujekesa. Mamwe mazwi: ou-yere (brightness; glory; clearness). -yere (light, bright, clear). [[Category:pimanyika]] syjlay7gx116nurk23j0eo3af224zxu Kuturikira Chivakamberi logy 0 17066 96734 95012 2022-07-19T15:28:08Z Holani Mina 12412 wikitext text/x-wiki '''Ruamba''' ([[Chirungu]]: ''-ology'') uye '''Unena (nena)''' na '''Yambo''' zvinyorwa zvino unganidza mashoko angakwanisa kuturikira [[chivakamberi]] '''-logy''' chinoshandiswa kududza mazita ezvidzidzo, sokuti '''geology, biology, metrology''' zvichingodaro. ==Kutsetsenura Chirungu== *Chivakamberi '''-logy''' chinobva ku[[Chigiriki]] inoti, [[lógos]] meaning: '''a word, saying, speech, discourse, thought, proportion, ratio, reckoning''', akin to [[légein]] '''to choose, gather, recount, tell over, speak'''. == Mashoko ane -Ruamba == * [[Ruambandanga]] kana [[Unenandanga]] (psychology) munhu anosevenza mubazi iri anonzi [[Chiambandanga]] (psychologist) ne[[Chiomborandanga]] (psychiatrist) * [[Ruambamhenyu]] kana [[Unenamhenyu]] (biology) munhu anosevenza mubazi iri anonzi [[Chiambamhenyu]] (biologist) * [[Ruambamuta]] kana [[Ruambamuta|Unenamuta]] (physiology), munhu anosevenza mubazi iri anonzi [[Chiambamuta]] (physiologist) * [[Ruambamutamutenda]] kana [[Ruambamutamutenda|Unenamutamutenda]] (pathophysiology) uye munhu anosevenza mubazi iri anonzi [[Chiambamutamutenda]] (pathophysiologist) * [[Ruambanzanga]] kana [[Unenanzanga]] (sociology) uye munhu anosevenza mubazi iri anonzi [[Chiambanzanga]] (sociologist) * [[Ruambanyeredzi]] kana [[Ruambanyeredzi|Unenanyeredzi]] (astrology) munhu anosevenza mubazi iri anonzi [[Chiambanyeredzi]] (astrologist / astrologer) * [[Ruambangano]] kana [[Ruambangano|Unenangano]] (mythology) munhu anosevenza mubazi iri anonzi [[Chiambangano]] (mythologist) ==Mitauro yeBantu== ===Kuamba=== *[[Fwe]] inoti '''ku-amba''' (v. to talk, to speak). Mamwe mazwi: '''tu-ambaura''' (we are talking). *[[Herero]] inoti '''oma-mbo''' (n. speech; words; message; news). Mamwe mazwi: '''oma-mbo omu-rongo''' (n. decalogue). *[[Ila]] inoti '''kuambila''' (v. to speak to). Mamwe mazwi: '''ku amba''' (v. to speak). '''Ku ambuka''' (turn aside). *[[Lozi]] inoti '''ambaula''' (v. to talk, to gossip, to chat, to discuss). Mamwe mazwi: '''bunjambo''' (n. talkativeness, chattering, blabbing). *[[Kaonde]] inoti '''kwamba''' (to speak) kureva kutaura. [[VaTonga]] inoti '''ambila''' (to tell someone; feedback) kureva kutaurira. *[[Chewa]] inoti '''kuambira''' (admonition; to tell something to somebody) kureva [[kuyambira]]. *[[Lenje]] inoti '''kuamba''' (speech, utterance; expression) kureva kutaura. '''Kuambana''' (converse, gossip, communicate, salute, [[dialogue]]). *[[Swahili]] inoti '''amba''' (v, speak), [[kutaura]]. Mamwe mazwi: '''ambia''' (1. speak to someone; inform, tell, relate) kureva [[kutaurira]] kana [[kuyambira]] *Swahili inoti '''mwambi''' kana '''mwambaji''' (n. 1. gossip, slanderer. 2. nagger, faultfinder.). *[[Umbundu]] inoti '''ambata''' (v. carry, transport). Fananidzai nokuti [[logistics]]? [[VaUmbundu]] inoti '''ambulula''' (v. talk, argue). *[[Lozi]] inoti '''muamboli''' (n. a person talking to another one). Mamwe mazwi: '''mambanu''' (talkativeness, loquacity. from [[-amba]]). *Lozi inoti '''-yambutuka''' (v.i. to speak at random, to jabber; to be delirious [[Try illogical]]). Mamwe mazwi: '''-yambukela''' (to be infectious, contagious. catching disease). *VaLozi inoti '''yambelwa''' (n. a person unable to follow good advice; a strong-headed person.). *[[Chewa]] inoti '''myambo''' (customs of a people, traditional stories and teachings). *[[Venda]] inoti '''amba''' (v. talk; discuss) kureva [[kutaura]]. Mamwe mazwi: '''luambo''' (n. language) vachireva [[mutauro]]. '''Muambi''' (n. orator; speaker). '''Tshiambi''' (speaker of parliament). *[[Kimbundu]] inoti [[kuamba]] (v. declare, say, censor, declare, speak ill). *[[Shona]] inoti [[ruyambira]] (n. quarrelsomeness). Ko [[Ziyambi]]? ===Kugamba=== *[[Taita]] inoti '''kugamba''' (v. to speak) kureva [[kutaura]]. Mamwe mazwi: '''mgambi''' (speaker). *[[Luganda]] inoti '''kigambo''' (n. word). Mamwe mazwi: '''okugamba''' (v. say). *[[Ikizu]] inoti '''-gamba''' (n. say, speak, talk). Mamwe mazwi: '''-gambana''' (v. talk to each other). '''-gambira''' (speak to/for, tell). *[[Kinyarwanda]] inoti '''ijambo''' (n. word). [[VaKabwa]] inoti '''-gamba''' (v. say, speak, talk). *Swahili inoti '''mgambo''' (public proclamation, announcement) kureva [[chiziviso]] paruzhinji. *[[Lugwere]] inoti '''igambi''' kana '''magambi''' (n. rule, law, decree). ===Kunena=== *[[Chewa]] inoti '''kunena, kulankula, kucheza''' kana '''kuchula''' (v. speak). *[[Digo]] inoti '''kunena''' kana '''kugomba''' (v. speak, to argue). Mamwe mazwi: '''neno''' (word) kureva shoko. *[[Giryama]] inoti '''kunena''' kana '''kusema''' (speak) kureva [[kutaura]]. VaGiryama inoti '''maneno''' (speech, case, subject of discussion, language) kureva nhaurwa'. *[[Swahili]] inoti '''nena''' (1. speak, talk, articulate, 2. mention, speak of, talk about). *Swahili inoti '''neno''', '''maneno''' (word, expression, utterance; 2. dialect. 3. pi. discussion, debate. 4. statement, assertion. 5. important matter, affair, matter for concern). [[Category:Zvivakamberi zveShona]] [[Category:Kuumba Mutauro]] 8xi03erw9jupv8ed4gquu8xwpog35sq 96735 96734 2022-07-19T15:30:18Z Holani Mina 12412 wikitext text/x-wiki '''Ruamba''' ([[Chirungu]]: ''-ology'') uye '''Unena (nena)''' na '''Yambo''' mashoko angakwanisa kuturikira [[chivakamberi]] '''-logy''' chinoshandiswa kududza mazita ezvidzidzo, sokuti '''geology, biology, metrology''' zvichingodaro. ==Kutsetsenura Chirungu== *Chivakamberi '''-logy''' chinobva ku[[Chigiriki]] inoti, [[lógos]] meaning: '''a word, saying, speech, discourse, thought, proportion, ratio, reckoning''', akin to [[légein]] '''to choose, gather, recount, tell over, speak'''. == Mashoko ane -Ruamba == * [[Ruambandanga]] kana [[Unenandanga]] (psychology) munhu anosevenza mubazi iri anonzi [[Chiambandanga]] (psychologist) ne[[Chiomborandanga]] (psychiatrist) * [[Ruambamhenyu]] kana [[Unenamhenyu]] (biology) munhu anosevenza mubazi iri anonzi [[Chiambamhenyu]] (biologist) * [[Ruambamuta]] kana [[Ruambamuta|Unenamuta]] (physiology), munhu anosevenza mubazi iri anonzi [[Chiambamuta]] (physiologist) * [[Ruambamutamutenda]] kana [[Ruambamutamutenda|Unenamutamutenda]] (pathophysiology) uye munhu anosevenza mubazi iri anonzi [[Chiambamutamutenda]] (pathophysiologist) * [[Ruambanzanga]] kana [[Unenanzanga]] (sociology) uye munhu anosevenza mubazi iri anonzi [[Chiambanzanga]] (sociologist) * [[Ruambanyeredzi]] kana [[Ruambanyeredzi|Unenanyeredzi]] (astrology) munhu anosevenza mubazi iri anonzi [[Chiambanyeredzi]] (astrologist / astrologer) * [[Ruambangano]] kana [[Ruambangano|Unenangano]] (mythology) munhu anosevenza mubazi iri anonzi [[Chiambangano]] (mythologist) ==Mitauro yeBantu== ===Kuamba=== *[[Fwe]] inoti '''ku-amba''' (v. to talk, to speak). Mamwe mazwi: '''tu-ambaura''' (we are talking). *[[Herero]] inoti '''oma-mbo''' (n. speech; words; message; news). Mamwe mazwi: '''oma-mbo omu-rongo''' (n. decalogue). *[[Ila]] inoti '''kuambila''' (v. to speak to). Mamwe mazwi: '''ku amba''' (v. to speak). '''Ku ambuka''' (turn aside). *[[Lozi]] inoti '''ambaula''' (v. to talk, to gossip, to chat, to discuss). Mamwe mazwi: '''bunjambo''' (n. talkativeness, chattering, blabbing). *[[Kaonde]] inoti '''kwamba''' (to speak) kureva kutaura. [[VaTonga]] inoti '''ambila''' (to tell someone; feedback) kureva kutaurira. *[[Chewa]] inoti '''kuambira''' (admonition; to tell something to somebody) kureva [[kuyambira]]. *[[Lenje]] inoti '''kuamba''' (speech, utterance; expression) kureva kutaura. '''Kuambana''' (converse, gossip, communicate, salute, [[dialogue]]). *[[Swahili]] inoti '''amba''' (v, speak), [[kutaura]]. Mamwe mazwi: '''ambia''' (1. speak to someone; inform, tell, relate) kureva [[kutaurira]] kana [[kuyambira]] *Swahili inoti '''mwambi''' kana '''mwambaji''' (n. 1. gossip, slanderer. 2. nagger, faultfinder.). *[[Umbundu]] inoti '''ambata''' (v. carry, transport). Fananidzai nokuti [[logistics]]? [[VaUmbundu]] inoti '''ambulula''' (v. talk, argue). *[[Lozi]] inoti '''muamboli''' (n. a person talking to another one). Mamwe mazwi: '''mambanu''' (talkativeness, loquacity. from [[-amba]]). *Lozi inoti '''-yambutuka''' (v.i. to speak at random, to jabber; to be delirious [[Try illogical]]). Mamwe mazwi: '''-yambukela''' (to be infectious, contagious. catching disease). *VaLozi inoti '''yambelwa''' (n. a person unable to follow good advice; a strong-headed person.). *[[Chewa]] inoti '''myambo''' (customs of a people, traditional stories and teachings). *[[Venda]] inoti '''amba''' (v. talk; discuss) kureva [[kutaura]]. Mamwe mazwi: '''luambo''' (n. language) vachireva [[mutauro]]. '''Muambi''' (n. orator; speaker). '''Tshiambi''' (speaker of parliament). *[[Kimbundu]] inoti [[kuamba]] (v. declare, say, censor, declare, speak ill). *[[Shona]] inoti [[ruyambira]] (n. quarrelsomeness). Ko [[Ziyambi]]? ===Kugamba=== *[[Taita]] inoti '''kugamba''' (v. to speak) kureva [[kutaura]]. Mamwe mazwi: '''mgambi''' (speaker). *[[Luganda]] inoti '''kigambo''' (n. word). Mamwe mazwi: '''okugamba''' (v. say). *[[Ikizu]] inoti '''-gamba''' (n. say, speak, talk). Mamwe mazwi: '''-gambana''' (v. talk to each other). '''-gambira''' (speak to/for, tell). *[[Kinyarwanda]] inoti '''ijambo''' (n. word). [[VaKabwa]] inoti '''-gamba''' (v. say, speak, talk). *Swahili inoti '''mgambo''' (public proclamation, announcement) kureva [[chiziviso]] paruzhinji. *[[Lugwere]] inoti '''igambi''' kana '''magambi''' (n. rule, law, decree). ===Kunena=== *[[Chewa]] inoti '''kunena, kulankula, kucheza''' kana '''kuchula''' (v. speak). *[[Digo]] inoti '''kunena''' kana '''kugomba''' (v. speak, to argue). Mamwe mazwi: '''neno''' (word) kureva shoko. *[[Giryama]] inoti '''kunena''' kana '''kusema''' (speak) kureva [[kutaura]]. VaGiryama inoti '''maneno''' (speech, case, subject of discussion, language) kureva nhaurwa'. *[[Swahili]] inoti '''nena''' (1. speak, talk, articulate, 2. mention, speak of, talk about). *Swahili inoti '''neno''', '''maneno''' (word, expression, utterance; 2. dialect. 3. pi. discussion, debate. 4. statement, assertion. 5. important matter, affair, matter for concern). [[Category:Zvivakamberi zveShona]] [[Category:Kuumba Mutauro]] me28c5ah1sta01eak6fiqfm2crfel80 Kaela 0 20400 96729 96250 2022-07-19T15:16:29Z Holani Mina 12412 wikitext text/x-wiki [[Kaela]] kana [[Kayela]] mazita emhuri anowanikwa mu[[Zimbabwe]] ne[[Zambia]]. *Vanhu vane zita iri: Calvin Kaela, Kaela Nkole, Ruth Kaela, Hlaulani Kaela. *Mazita ari pedyo: [[Muyeruza]], [[Kayera]], [[Kayeruza]], [[Mayere]], [[Chiera]], [[Rwere]], [[Kuyere]], [[Mwayera]], [[Mayeresa]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Afrika]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Nyanja]] inoti '''kuyera''' (of whiteness, cleanliness, brightness, [[clearness, clarity]], purity, holiness) kureva [[kuchena]]. [[Edo]] inoti ere (white bean) rudzi rwebhinzi chena. *[[Kinande]] inoti amayele (n. intelligence) kureva [[huchenjeri]]. Mamwe mazwi: '''ni mundu w' amayele''' (n. she or he is a smart person) kureva munhu akachenjera. *[[Herero]] inoti yera (to shine, be bright). Mamwe mazwi: oku-yere (n. open plain as opposed to dark bushy parts). [[Umbundu]] inoti yela (n. white, clean) kureva [[huchena]]. *[[Umbundu]] inoti yela (clean, white) kureva [[huchena]] [[Category:Mazita eVanhu kuZambia]] ltyhahd2hrzb05pbqofep0to854nlsr Hueru 0 20633 96727 2022-07-19T15:08:23Z Holani Mina 12412 Created page with "Hueru kana [[huyeru]] (brightness; lustre) izwi riri kushandiswa kuturikira chivakashure chinonzi '''photo-''' ku[[English]]. *Mazwi ari pedyo: kuyedza; kweru, hweru, kuyera; [[Mweru sezita|mweru]]. ==Mitauro yeAfrika== *[[Herero]] vanoti '''-yere''' (light, not dark; bright). Mamwe mazwi: '''-yere''' (pure; shining). *[[Herero]] vanoti '''ou-yere, oru-yera''' kana '''o-mbaera''' (brightness; lustre). Mamwe mazwi: '''ou-yere''' (n. clearness; brightness; glory). *He..." wikitext text/x-wiki Hueru kana [[huyeru]] (brightness; lustre) izwi riri kushandiswa kuturikira chivakashure chinonzi '''photo-''' ku[[English]]. *Mazwi ari pedyo: kuyedza; kweru, hweru, kuyera; [[Mweru sezita|mweru]]. ==Mitauro yeAfrika== *[[Herero]] vanoti '''-yere''' (light, not dark; bright). Mamwe mazwi: '''-yere''' (pure; shining). *[[Herero]] vanoti '''ou-yere, oru-yera''' kana '''o-mbaera''' (brightness; lustre). Mamwe mazwi: '''ou-yere''' (n. clearness; brightness; glory). *[[Herero]] vanoti '''oku-yere''' (open plain in distinction to a dark thicket; light tract of country). *[[Mang'anja]] vanoti '''kuyera''' (of whiteness, cleanliness, brightness, [[clearness, clarity]], purity, holiness) kureva [[kuchena]]. *Kinande vanoti '''obweru''' (whiteness) kureva huchena. Kinande vanoti '''obweru''' (cleanliness) kureva kuchena. srnrag97nx2uldwgl93zenmc9uq6pmx 96728 96727 2022-07-19T15:15:04Z Holani Mina 12412 wikitext text/x-wiki Hueru kana [[huyeru]] (brightness; lustre) izwi riri kushandiswa kuturikira chivakashure chinonzi '''photo-''' ku[[English]]. Izwi iri rinobva padziti rokuti '''-yera''' uye rinodudza kuti pane ruvheneko kana rujeko. ==Mazwi ari pedyo== Dzitsi rokuti '''-yera''' rinowanikwa kumitauro ye[[Bantu]] uye rinotodzana nemawe mazwi anoti: [[Kubuda kwezuva|kuyedza]]; [[Kubuda kwezuva|kwayedza]], [[Kubuda kwezuva|kweru]], hweru, kuyera; [[Mweru sezita|mweru]]. ==Mitauro yeAfrika== *[[Herero]] vanoti '''-yere''' (light, not dark; bright). Mamwe mazwi: '''-yere''' (pure; shining). *[[Herero]] vanoti '''ou-yere, oru-yera''' kana '''o-mbaera''' (brightness; lustre). Mamwe mazwi: '''ou-yere''' (n. clearness; brightness; glory). *[[Herero]] vanoti '''oku-yere''' (open plain in distinction to a dark thicket; light tract of country). *[[Mang'anja]] vanoti '''kuyera''' (of whiteness, cleanliness, brightness, [[clearness, clarity]], purity, holiness) kureva [[kuchena]]. *[[Kinande]] vanoti '''obweru''' (whiteness) kureva huchena. Kinande vanoti '''obweru''' (cleanliness) kureva kuchena. 9zckt6qrrbllo1t2ukbxc92fkpct4yb 96730 96728 2022-07-19T15:18:38Z Holani Mina 12412 wikitext text/x-wiki Hueru kana [[huyeru]] (brightness; lustre) izwi riri kushandiswa kuturikira chivakashure chinonzi '''photo-''' ku[[English]]. Izwi iri rinobva padziti rokuti '''-yera''' uye rinodudza kuti pane ruvheneko kana rujeko. ==Mazwi ari pedyo== Dzitsi rokuti '''-yera''' rinowanikwa kumitauro ye[[Bantu]] uye rinotodzana nemawe mazwi anoti: [[Kubuda kwezuva|kuyedza]]; [[Kubuda kwezuva|kwayedza]], [[Kubuda kwezuva|kweru]], hweru, kuyera; [[Mweru sezita|mweru]]. ==Mitauro yeAfrika== *[[Herero]] inoti '''-yere''' (light, not dark; bright). Mamwe mazwi: '''-yere''' (pure; shining). '''Oku-yere''' (open plain in distinction to a dark thicket; light tract of country). *[[Herero]] inoti '''ou-yere, oru-yera''' kana '''o-mbaera''' (brightness; lustre). Mamwe mazwi: '''ou-yere''' (n. clearness; brightness; glory). *[[Mang'anja]] vanoti '''kuyera''' (of whiteness, cleanliness, brightness, [[clearness, clarity]], purity, holiness) kureva [[kuchena]]. *[[Kinande]] vanoti '''obweru''' (whiteness) kureva huchena. Kinande vanoti '''obweru''' (cleanliness) kureva kuchena. *[[Umbundu]] inoti yela (clean, white) kureva [[huchena]]. [[Edo]] inoti ere (white bean) rudzi rwebhinzi chena. [[Category:Kuumba Mazwi]] fhn3n0rr8l3wo4q8k2shx5afyb6ydl5 96731 96730 2022-07-19T15:18:58Z Holani Mina 12412 wikitext text/x-wiki Hueru kana [[huyeru]] (brightness; lustre) izwi riri kushandiswa kuturikira chivakashure chinonzi '''photo-''' ku[[English]]. Izwi iri rinobva padziti rokuti '''-yera''' uye rinodudza kuti pane ruvheneko kana rujeko. ==Mazwi ari pedyo== Dzitsi rokuti '''-yera''' rinowanikwa kumitauro ye[[Bantu]] uye rinotodzana nemawe mazwi anoti: [[Kubuda kwezuva|kuyedza]]; [[Kubuda kwezuva|kwayedza]], [[Kubuda kwezuva|kweru]], hweru, kuyera; [[Mweru sezita|mweru]]. ==Mitauro yeAfrika== *[[Herero]] inoti '''-yere''' (light, not dark; bright). Mamwe mazwi: '''-yere''' (pure; shining). '''Oku-yere''' (open plain in distinction to a dark thicket; light tract of country). *[[Herero]] inoti '''ou-yere, oru-yera''' kana '''o-mbaera''' (brightness; lustre). Mamwe mazwi: '''ou-yere''' (n. clearness; brightness; glory). *[[Mang'anja]] vanoti '''kuyera''' (of whiteness, cleanliness, brightness, [[clearness, clarity]], purity, holiness) kureva [[kuchena]]. *[[Kinande]] vanoti '''obweru''' (whiteness) kureva huchena. Kinande vanoti '''obweru''' (cleanliness) kureva kuchena. *[[Umbundu]] inoti yela (clean, white) kureva [[huchena]]. [[Edo]] inoti ere (white bean) rudzi rwebhinzi chena. [[Category:Kuumba Mutauro]] 8uire40o3bpvedqub9egv9rq2qqopi8 96736 96731 2022-07-19T15:37:57Z Holani Mina 12412 wikitext text/x-wiki Hueru kana [[huyeru]] (brightness; lustre, illumination; to be light not dark) izwi riri kushandiswa kuturikira chivakashure chinonzi '''photo-''' ku[[English]]. Izwi iri rinobva padziti rokuti '''-yera''' uye rinodudza kuti pane ruvheneko kana rujeko. ==Mazwi ari pedyo== Dzitsi rokuti '''-yera''' rinowanikwa kumitauro ye[[Bantu]] uye rinotodzana nemawe mazwi anoti: [[Kubuda kwezuva|kuyedza]]; [[Kubuda kwezuva|kwayedza]], [[Kubuda kwezuva|kweru]], hweru, kuyera; [[Mweru sezita|mweru]]. Fananidzai nokuti [[huremu]] zvichibva pakuti kurema. ==Mitauro yeAfrika== *[[Herero]] inoti '''-yere''' (light, not dark; bright). Mamwe mazwi: '''-yere''' (pure; shining). '''Oku-yere''' (open plain in distinction to a dark thicket; light tract of country). *[[Herero]] inoti '''ou-yere, oru-yera''' kana '''o-mbaera''' (brightness; lustre). Mamwe mazwi: '''ou-yere''' (n. clearness; brightness; glory). *[[Mang'anja]] vanoti '''kuyera''' (of whiteness, cleanliness, brightness, [[clearness, clarity]], purity, holiness) kureva [[kuchena]]. *[[Kinande]] vanoti '''obweru''' (whiteness) kureva huchena. Kinande vanoti '''obweru''' (cleanliness) kureva kuchena. *[[Umbundu]] inoti yela (clean, white) kureva [[huchena]]. [[Edo]] inoti ere (white bean) rudzi rwebhinzi chena. [[Category:Kuumba Mutauro]] lufw5tjnj336mlgry8vtro8g12ge6pk 96738 96736 2022-07-19T15:39:12Z Holani Mina 12412 Redirected page to [[Huyeru]] wikitext text/x-wiki #REDIRECT [[Huyeru]] bzvfcjq8q2imfkl2wtz0bpx9cb3c9mx Category:Kuumba Mutauro 14 20634 96733 2022-07-19T15:27:02Z Holani Mina 12412 Created page with "Chinyorwa chino chakaunganidza mazwi asingataurwe mazuvaose ku[[ChiShona]], aya ari mazwi akanyorwa nechinangwa chekuturikira zvinotaurwa ku[[Sainzi]] nemutauro we[[English]]. Pfungwa iri mumoyo pakunyora mazwi ipfungwa inoti zvinogoneka kuturikira [[Sainzi]] kuti itaurike muChiShona chizere; zvangatora nguva yakareba asi tikabatana nekupanana rutsigiro zvinogoneka." wikitext text/x-wiki Chinyorwa chino chakaunganidza mazwi asingataurwe mazuvaose ku[[ChiShona]], aya ari mazwi akanyorwa nechinangwa chekuturikira zvinotaurwa ku[[Sainzi]] nemutauro we[[English]]. Pfungwa iri mumoyo pakunyora mazwi ipfungwa inoti zvinogoneka kuturikira [[Sainzi]] kuti itaurike muChiShona chizere; zvangatora nguva yakareba asi tikabatana nekupanana rutsigiro zvinogoneka. t5kvlqhhr5y6v956daphe3r0buk9gjz Huyeru 0 20635 96737 2022-07-19T15:38:31Z Holani Mina 12412 Redirected page to [[Hueru]] wikitext text/x-wiki #REDIRECT [[Hueru]] j3onh4ymrlnz69jvg4kjsa6ok4gwxf3 96739 96737 2022-07-19T15:39:52Z Holani Mina 12412 Removed redirect to [[Hueru]] wikitext text/x-wiki [[Huyeru]] kana [[hueru]] (brightness; lustre, illumination; to be light not dark) izwi riri kushandiswa kuturikira chivakashure chinonzi '''photo-''' ku[[English]]. Izwi iri rinobva padziti rokuti '''-yera''' uye rinodudza kuti pane ruvheneko kana rujeko. ==Mazwi ari pedyo== Dzitsi rokuti '''-yera''' rinowanikwa kumitauro ye[[Bantu]] uye rinotodzana nemawe mazwi anoti: [[Kubuda kwezuva|kuyedza]]; [[Kubuda kwezuva|kwayedza]], [[Kubuda kwezuva|kweru]], hweru, kuyera; [[Mweru sezita|mweru]]. Fananidzai nokuti [[huremu]] zvichibva pakuti kurema. ==Mitauro yeAfrika== *[[Herero]] inoti '''-yere''' (light, not dark; bright). Mamwe mazwi: '''-yere''' (pure; shining). '''Oku-yere''' (open plain in distinction to a dark thicket; light tract of country). *[[Herero]] inoti '''ou-yere, oru-yera''' kana '''o-mbaera''' (brightness; lustre). Mamwe mazwi: '''ou-yere''' (n. clearness; brightness; glory). *[[Mang'anja]] vanoti '''kuyera''' (of whiteness, cleanliness, brightness, [[clearness, clarity]], purity, holiness) kureva [[kuchena]]. *[[Kinande]] vanoti '''obweru''' (whiteness) kureva huchena. Kinande vanoti '''obweru''' (cleanliness) kureva kuchena. *[[Umbundu]] inoti yela (clean, white) kureva [[huchena]]. [[Edo]] inoti ere (white bean) rudzi rwebhinzi chena. [[Category:Kuumba Mutauro]] a30qqf1326yeg1ohov4yaclw1cj43gv 96740 96739 2022-07-19T15:41:57Z Holani Mina 12412 wikitext text/x-wiki [[Huyeru]] kana [[hueru]] (brightness; lustre, illumination; to be light not dark) izwi riri kushandiswa kuturikira chivakashure chinonzi '''photo-''' ku[[English]]. Izwi iri rinobva padzitsi rokuti '''-yera''' uye rinodudza kuti pane [[ruvheneko]], rujeko; [[huchena|kuchena]]. ==Mazwi ari pedyo== *Dzitsi rokuti '''-yera''' rinowanikwa kumitauro ye[[Bantu]] uye rinotodzana nemawe mazwi anoti: [[Kubuda kwezuva|kuyedza]]; [[Kubuda kwezuva|kwayedza]], [[Kubuda kwezuva|kweru]], hweru, kuyera; [[Mweru sezita|mweru]]. Fananidzai nokuti [[huremu]] zvichibva pakuti kurema. ==Mitauro yeAfrika== *[[Herero]] inoti '''-yere''' (light, not dark; bright). Mamwe mazwi: '''-yere''' (pure; shining). '''Oku-yere''' (open plain in distinction to a dark thicket; light tract of country). *[[Herero]] inoti '''ou-yere, oru-yera''' kana '''o-mbaera''' (brightness; lustre). Mamwe mazwi: '''ou-yere''' (n. clearness; brightness; glory). *[[Mang'anja]] vanoti '''kuyera''' (of whiteness, cleanliness, brightness, [[clearness, clarity]], purity, holiness) kureva [[kuchena]]. *[[Kinande]] vanoti '''obweru''' (whiteness) kureva huchena. Kinande vanoti '''obweru''' (cleanliness) kureva kuchena. *[[Umbundu]] inoti yela (clean, white) kureva [[huchena]]. [[Edo]] inoti ere (white bean) rudzi rwebhinzi chena. [[Category:Kuumba Mutauro]] 4iz3cgg7j3olpqkreckuhd7wvr510bv 96746 96740 2022-07-20T01:38:09Z Holani Mina 12412 Added content wikitext text/x-wiki [[Huyeru]] kana [[hueru]] (brightness; lustre, illumination; light intensity; to be light not dark) izwi riri kushandiswa kuturikira chivakashure chinonzi '''photo-''' ku[[English]]. Izwi iri rinobva padzitsi rokuti '''-yera''' uye rinodudza kuti pane [[ruvheneko]], rujeko; [[huchena|kuchena]]. ==Mazwi ari pedyo== *Dzitsi rokuti '''-yera''' rinowanikwa kumitauro ye[[Bantu]] uye rinotodzana nemawe mazwi anoti: [[Kubuda kwezuva|kuyedza]]; [[Kubuda kwezuva|kwayedza]], [[Kubuda kwezuva|kweru]], hweru, kuyera; [[Mweru sezita|mweru]]. Fananidzai nokuti [[huremu]] zvichibva pakuti kurema. ==Mitauro yeAfrika== *[[Herero]] inoti '''-yere''' (light, not dark; bright). Mamwe mazwi: '''-yere''' (pure; shining). '''Oku-yere''' (open plain in distinction to a dark thicket; light tract of country). *[[Herero]] inoti '''ou-yere, oru-yera''' kana '''o-mbaera''' (brightness; lustre). Mamwe mazwi: '''ou-yere''' (n. clearness; brightness; glory). *[[Mang'anja]] vanoti '''kuyera''' (of whiteness, cleanliness, brightness, [[clearness, clarity]], purity, holiness) kureva [[kuchena]]. *[[Kinande]] vanoti '''obweru''' (whiteness) kureva huchena. Kinande vanoti '''obweru''' (cleanliness) kureva kuchena. *[[Umbundu]] inoti yela (clean, white) kureva [[huchena]]. [[Edo]] inoti ere (white bean) rudzi rwebhinzi chena. [[Category:Kuumba Mutauro]] 7rj5lfsr37mldw4w8es4ggiipd1483u